View all from Thomas Mapfumo Thomas MapfumoShonaThomas Mapfumo
English translations in italics
Nyaya dzenyika Jojo chenjera
Beware of Political issues
Ndakambokuyambira Jojo chenjera
I warned you Jojo
Siya zvenyika Jojo unozofa
Leave politics, you might die
Nyaya dzenyika idzi
These political issues
Jojo siyana nazvo Aiiwa-iwa
Jojo, leave these issues
Jojo unozofa Aiiwa- iwa
Jojo, don't die for the country
Jojo usafire nyika Aiwa-iwa
Jojo, you might die
Jojo unozofa aiwa iwa
Jojo, you might be bewitched
Jojo unoroiwa aiwa iwa
You might be bewitched
Jojo unozofa aiwa iwa
You might die
Mwana wenyu akaenda musingafungire
Someone has perished unexpectedly
Zvenika apondwa musingafungire
Someone has been murdered unexpectedly
Takambokuudza siya zvenyika
We warned you
Nhasi tiri kuchema shamwari zvenyika
Today we cry over our friend
Saka ndati kwauri
So I say
Zvino Jojo siyana nazvo
Leave these things alone
(back to chorus)
Ndati zvenyika Jojo chenjera
I say beware Jojo
Ndakuyambira Jojo chenjera
I am warning you
Vazhinji vakaenda pamusana penyika
Many have perished
Vakawanda vakapondwa
Young people murdered
Vadiki vakapondwa pamusana penyika
Dying for the country
Vadiki vakapondwa pamusana penharo
Murdered because they wouldn't listen
Vana mai vanochema pamusana penyika
People are crying
Mhuri dzakatsakatika pamusana penyika
Families are suffering
Saka ndati kwauri shamwari yangu
So I say
Chorus
© Thomas Mapfumo
Produced by Calabash music













Poster un nouveau commentaire